Genesisi 25:32-33
Genesisi 25:32-33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Esau akati, “Tarira, ndava kuda kufa ini. Ko, udangwe huchandibatsirei?” Asi Jakobho akati, “Tanga wandipikira.” Saka akapika mhiko kwaari, achitengesa udangwe hwake kuna Jakobho.
Genesisi 25:32-33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Esau akati, “Tarira, ndofa hangu, udangwe uchandibatsireiko?” Jakobho akati, “Chimbondipikira;” akamupikira, akatengesera Jakobho udangwe hwake.
Genesisi 25:32-33 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Esau akati: Tarira, ndofa haŋgu, ʋuɗaŋgwe ʋucandiɓatsireiko? Jakobo akati: Cimbondipikira; akamupikira, akateŋgesera Jakobo ʋuɗaŋgwe bgake.
Genesisi 25:32-33 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Esau ndokuti, “Ini ndava kufa nenzara kudai, ko udangwe hungandibatsirei?” Jakobho akati, “Tanga wapika izvozvo kwandiri nhasi uno. Naizvozvo Esau akapika akabva atengesera Jakobho udangwe hwake.
Genesisi 25:32-33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Esau ndokuti, “Ini ndava kufa nenzara kudai, ko udangwe hungandibatsirei?” Jakobho akati, “Tanga wapika izvozvo kwandiri nhasi uno. Naizvozvo Esau akapika akabva atengesera Jakobho udangwe hwake.