Genesisi 26:3
Genesisi 26:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Gara hako munyika ino kwechinguva, uye ndichava newe uye ndichakuropafadza. Nokuti kwauri nokuzvizvarwa zvako ndichapa nyika iyi yose uye ndichasimbisa mhiko yandakapika kuna baba vako Abhurahama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 26Genesisi 26:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
gara hako munyika ino uri mutorwa; ini ndichava newe, ndichakuropafadza; nokuti ndichakupa iwe, navana vako, nyika idzi dzose; ndichasimbisa mhiko yandakapikira Abhurahamu, baba vako
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 26Genesisi 26:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chimbogara zvako munyika ino. Ini ndichava newe. Ndichakukomborera. Ndichakupa nyika idzi dzose iwe navana vako. Ndichaita zviya zvandakapika kuna Abhurahamu, baba vako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 26