Genesisi 28:15
Genesisi 28:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarira, ndinewe, ndichakuchengeta kwose kwaunoenda, nokukudzosera kunyika ino; nokuti handingakusiyi kusvikira ndaita izvozvo zvandakakuudza.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 28Genesisi 28:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chinzwa, ndichava newe ndichikuchengeta kwose kwaunenge uri. Ndichakudzosera kunyika ino nokuti handizombosiyana newe kusvikira ndaita zvandakuudza izvi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 28Genesisi 28:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinewe uye ndichakuchengeta kwose kwaunoenda, uye ndichakudzosazve munyika ino. Handingakusiyi kusvikira ndaita zvandakavimbisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 28