Genesisi 29:20
Genesisi 29:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Jakobho akashanda kwamakore manomwe kuti awane Rakeri, asi akaita samazuva mashoma chete kwaari nokuda kworudo rwake kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29Genesisi 29:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saka Jakobho akashanda makore manomwe achiitira Rakeri ugariri. Pamusana pokuti aimuda, Jakobho akaona makore acho semazuva mashomanana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29Genesisi 29:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jakobho akamubatira makore manomwe pamusoro paRakeri; asi akava samazuva mashoma kwaari, nokuti akanga achimuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29