Genesisi 29:31
Genesisi 29:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati aona kuti Rea akanga asingadikanwi, akazarura chizvaro chake, asi Rakeri akanga asingabereki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29Genesisi 29:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akaona kuti Rea aivengwa ndokubva amupa mbereko, asi Rakeri akanga asina mbereko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29Genesisi 29:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha akaona kuti Rea akanga asingadikanwi, akamuberekesa; asi Rakeri akanga asingabereki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 29