Genesisi 3:1
Genesisi 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino nyoka yakanga ina manomano kupfuura mhuka dzose dzakasikwa naJehovha Mwari. Yakati kumukadzi, “Ko, chaizvoizvo Mwari akati, ‘Hamufaniri kudya muti upi zvawo uri mubindu here’?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nyoka yakanga ina mano kupfuura mhuka dzose dzesango dzakanga dzaitwa naJehovha Mwari. Ikati kumukadzi, “Nhai, ndizvo here kuti Mwari akati, ‘Regai kudya miti yose yomunda?’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino nyoka yakanga yakasvinuka kupinda mhuka dzesango dzose dzakasikwa naMwari Tenzi. Nyoka yakati kumukadzi, “Ko ndizvo here kuti Mwari akati, ‘Regai kudya michero yemiti yose yomubindu muno?’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3