Genesisi 3:11
Genesisi 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye iye akati, “Ndiani akuudza kuti hauna kusimira? Wadya kanhi muti wandakakurayira kuti urege kudya?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, “Ndianiko akakuudza kuti hauna kusimira? Wakadya kani muti wandakakuraira kuti urege kuudya?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3