Genesisi 3:16
Genesisi 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kumukadzi akati, “Ndichawedzera kwazvo kurwadziwa kwako mukubereka vana; uchabereka vana mukurwadziwa. Kuda kwako kuchava kumurume wako, uye achava nesimba pamusoro pako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kumukadzi akati, “Ndichawanza zvikuru kurwadziwa kwako nokutora mimba kwako, uchabereka vana uchirwadziwa; kuda kwako kuchava kumurume wako, iye achava ishe wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kumukadzi, Mwari akati, “Ndichaita kuti urwadziwe chaizvo, paunenge wakatakura mimba napakusununguka vana. Uchagara wakapanga murume wako, iye ari wokukutonga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3