Genesisi 3:24
Genesisi 3:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mushure mokunge adzinga munhu, akaisa makerubhi kurutivi rwokumabvazuva kweBindu reEdheni nomunondo unopfuta uye uchivheyeswa mberi neshure kuti urinde nzira inoenda kumuti woupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo akadzinga munhu, akaisa makerubhi kurutivi rwamabvazuva rwomunda weEdheni, nomurazvo womunondo waimonereka kumativi ose, kurindira nzira yomuti woupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3Genesisi 3:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari akabva adzinga munhu, akaisa makerubhu kurutivi rwamabvazuva ebindu reEdheni, akaisawo bakatwa rainge murazvo womoto, raivheya kwose kwose kuchengetedza nzira yokumuti woupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 3