Genesisi 30:24
Genesisi 30:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akamutumidza zita rinonzi Josefa, achiti, Jehovha ngaandiwedzere mumwe mwanakomana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30Genesisi 30:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akamutumidza zita rokuti Josefa, uye akati, “Mwari ngaandiwedzere mumwe mwanakomana.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30Genesisi 30:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akamutumidza zita rokuti Josefi achiti, “Dai Tenzi akandipazve mumwe mwana mukomana!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 30