Genesisi 32:10
Genesisi 32:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ini handina kufanirwa nenyasha dzenyu dzose idzi uye nokutendeka kwamakaratidza muranda wenyu. Ndakanga ndichingova netsvimbo yangu bedzi pandakayambuka Jorodhani urwu, asi zvino ndava mapoka maviri.
Genesisi 32:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini handikodzeri kuwana kunyange kai zvako kwomwoyochena wenyu, nokutendeseka kwenyu kwamakandiitira, ini muranda wenyu nokuti pandakayambuka Jorodhani urwu ndaingova iyeni ndoga netsvimbo yangu. Asi nhasi uno ndava namapoka maviri.
Genesisi 32:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
handina kufanirwa nenyasha dzenyu dzose nokutendeka kwenyu kwose kwamakaitira muranda wenyu; nokuti ndakayambuka Jorodhani urwu netsvimbo yangu yoga; zvino ndava mapoka maviri.
Genesisi 32:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
handina‐kufanirwa nenyasha dzenyu dzose nokutendeka kwenyu kwose kwamakaitira muranda wenyu; nokuti ndakayambuka Joridani urwu netȿimbo yaŋgu yoga; ɀino ndaʋa mapoka maʋiri.
Genesisi 32:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)