Genesisi 32:11
Genesisi 32:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokumbira kuti mundiponese kubva muruoko rwomukoma wangu Esau, nokuti ndinotya kuti achasvika akandiuraya, uyewo madzimai aya navana vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndapota ndinunureiwo mumaoko emukoma wangu Esau. Ndava kutya ini kuti angauye akatiuraya tose akauraya madzimai navana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dondirwirai paruoko rwomukuru wangu, paruoko rwaEsau; nokuti ndinomutya, kuti achauya akandiparadza ini, namai, pamwechete navana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32