Genesisi 32:25
Genesisi 32:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Murume uye paakaona kuti akanga asingagoni kumukunda, akabata pahudyu yaJakobho zvokuti hudyu yakashodogoka paakanga achiita mutsimba nomunhu uyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Murume uyu paakaona kuti atadza kukurira Jakobho akamurova nechepahudyu, hudyu yake ikasvodogoka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati achiona kuti haagoni kumukunda, akamubata pahudyu, hudyu ikatyoka nemitsimba naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32