Genesisi 32:26
Genesisi 32:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo murume uya akati, “Ndirege ndiende, nokuti utonga hwatsvuka.” Asi Jakobho akapindura akati, “Handingatongokuregei muchienda kusvikira mandiropafadza.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, “Chindirega ndiende, nokuti utonga hwotsvuka.” Iye akati, “Handingakuregei kuti muende, musati mandiropafadza.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Murume uyu ndokuti, “Chindirega ndiende! Utonga hwatsvuka!” Asi Jakobho akati, “Handikurege uchienda kunze kwokunge wandikomborera!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32