Genesisi 32:28
Genesisi 32:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Murume uyu ndokuti, “Zita rako harichanzi Jakobho, rava kunzi Isiraeri nokuti wakakwikwidzana naMwari navanhu ukakunda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo murume uya akati, “Zita rako harichazonzi Jakobho, asi Israeri, nokuti wakarwa naMwari uye nomunhu ukakunda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati, “Zita rako harichazonzi Jakobho, asi Isiraeri; nokuti wakarwa naMwari navanhu, ukakunda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32