Genesisi 32:30
Genesisi 32:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Jakobho akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Penieri, akati, “Nokuti ndaona Mwari chiso nechiso, asi handina kufa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jakobho ndokubva apatumidza zita rokuti Penueri achiti, “Ndaonana naMwari uso nouso, asi ndaramba ndiri mupenyu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jakobho akatumidza nzvimbo iyoyo zita rinonzi Penieri; nokuti akati, “Ndakaonana naMwari, upenyu hwangu hukachengetwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32