Genesisi 32:9
Genesisi 32:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jakobho akanyengetera akati, “Haiwa Mwari wababa vangu Abhurahama, Mwari wababa vangu Isaka, imi Jehovha makati kwandiri, ‘Dzokera kunyika yokwako nokuhama dzako, uye ndichaita kuti ubudirire,’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jakobho akati, “Imi, Mwari wababa vangu Abhurahamu, naMwari wababa vangu Isaka; imi Jehovha, ndimi makati kwandiri, ‘Dzokera kunyika yako, nokuhama dzako, ndigokuitira zvakanaka’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32Genesisi 32:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jakobho ndokuti, “Mwari wavasekuru vangu Abhurahamu, imi Mwari wababa vangu Isaki imi Tenzi ndimi makanditi, ‘Chidzokera zvako kunyika yako, kune hama dzako ndichaita kuti zvinhu zvikufambire zvakanaka.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 32