Genesisi 37:18
Genesisi 37:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Iʋo ʋakamuʋona aciri kure; ɀino asati aȿika kwaʋari, ʋakaraŋgana kuti ʋamuʋuraye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi vakamuona achiri kure, asati asvika kwavari, vakarangana kumuuraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ivo vakamuona achiri kure; zvino asati asvika kwavari, vakarangana kuti vamuuraye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37