Genesisi 37:22
Genesisi 37:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Rubheni akatizve, “Ngatiregei kudeura ropa. Mukandei zvenyu mugomba iri riri pano murenje muno asi musawane chamunoita kwaari.” Akareva izvozvo achida kununura Josefi mumaoko avo kuti azomudzosera kuna baba vake.
Genesisi 37:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Regai kuteura ropa. Mukandei mutsime iri muno mugwenga, asi regai kutambanudza maoko enyu paari.” Rubheni akareva izvozvi kuti amununure kwavari uye kuti agomudzosera kuna baba vake.
Genesisi 37:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rubheni akati kwavari, “Musadurura ropa; mukandirei mugomba iri riri musango, asi regai kutambanudza maoko enyu kwaari;” kuti amurwire pamaoko avo, agomudzosera kuna baba vake.
Genesisi 37:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)