Genesisi 37:3
Genesisi 37:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino Israeri akanga achida Josefa kupfuura vamwe vavanakomana vake, nokuti akanga aberekwa panguva youtana hwake; uye akamuitira nguo yakaisvonaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Isiraeri akanga achida Josefa kupfuura vana vake vose, nokuti akanga ari mwanakomana woutana hwake; akamuitira nguo yakanga yakareba ina maoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Isiraeri aida Josefi chaizvo kupfuura vamwe vana vake vose nokuti akazoberekwa ivo vakwegura. Akasonera Josefi hanzu yakanga yakareba, yemaoko marefu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37