Genesisi 37:4
Genesisi 37:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Vakoma vake vakazviona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vamwe vose, vakamuvenga vakatadzawo kunyatsotauriranawo naye zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Madzikoma ake akati aona kuti baba vavo vaimuda kupfuura ani zvake pakati pavo, vakamuvenga uye vakasagona kutaura naye mashoko akanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakoma vake vakaona kuti baba vavo vanomuda kupfuura vakoma vake vose; vakamuvenga, vakasagona kutaura naye nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37