Genesisi 37:6-7
Genesisi 37:6-7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Akati kwaʋari: Inzwai ʋo hope dzaŋgu dzandarota. Tarirai, takaŋga ticisuŋga ɀisote mumunda, ʋonei cisote caŋgu cikasimuka, cikaramba cimire; ndikaʋona ɀisote ɀenyu ɀicikomba caŋgu, ɀikakotama pamberi pecisote caŋgu.
Genesisi 37:6-7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati kwavari, “Inzwai hope dzandakarota idzi: Takanga tichisunga zvisote zvezviyo kumunda onei pakarepo chisote changu chakasimuka chikamira chakati twi, asi zvisote zvenyu zvakaungana zvakapoteredza changu uye zvikakotama kwachiri.”
Genesisi 37:6-7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Inzwaiwo hope dzangu dzandarota. Tarirai, takanga tichisunga zvisote mumunda, onei chisote changu chikasimuka, chikaramba chimire; ndikaona zvisote zvenyu zvichikomba changu, zvikakotama pamberi pechisote changu.”
Genesisi 37:6-7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akati, “Donzwai hope dzangu dzandarota. Tanga tichisunga zvisote zvekoroni mumunda, wanei chisote changu chakanyatsoti twi-i kumira. Zvisote zvenyu zvakomberedza changu zvikabva zvazochikotamira.”