Genesisi 37:9
Genesisi 37:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
akapamha kurota ɀe, akaʋudza ʋakoma ʋake, akati: Tarirai, ndarota ɀe dzimŋe hope; ndakaʋona zuʋa, nomŋedzi, nenyeredzi dzinegumi neimŋe, dzicikotamira pamberi paŋgu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akarotazve dzimwe hope, uye akadzitaura kumadzikoma ake. Akati, “Inzwai, ndarota dzimwe hope, uye panguva iyi zuva nomwedzi nenyeredzi gumi neimwe zvanga zvichindipfugamira.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37Genesisi 37:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akapamha kurotazve, akaudza vakoma vake, akati, “Tarirai, ndarotazve dzimwe hope; ndakaona zuva, nomwedzi, nenyeredzi dzine gumi neimwe, dzichikotamira pamberi pangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 37