Genesisi 38:9
Genesisi 38:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Onani akaziva kuti vana havaizova vake; saka pose paaivata nomukadzi womukoma wake, aiteurira mbeu pasi kuti arege kuberekera mukoma wake vana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 38Genesisi 38:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Onani akaziva kuti vana avo havangavi vake; naizvozvo wakati kana opinda kumukadzi womukoma wake, orasira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake vana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 38Genesisi 38:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Onani wakaziʋa kuti ʋana aʋo haʋaŋgaʋi ʋake; naiɀoɀo wakati kana opinda kumukadzi womukoma wake, worashira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake ʋana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 38