Genesisi 4:15
Genesisi 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Jehovha akati kwaari, “Kwete hazvingadaro; kana munhu upi zvake akauraya Kaini, achatsiviwa kanomwe.” Ipapo Jehovha akaisa rupau pana Kaini kuitira kuti kurege kuva nomunhu anenge amuwana angazomuuraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 4Genesisi 4:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kwaari, “Naizvozvo ani naani anouraya Kaini achatsiviwa kanomwe.” Jehovha ndokuisira Kaini chiratidzo, kuti munhu anozomuwana arege kumuuraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 4Genesisi 4:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Tenzi akati, “Kwete. Ani naani anenge auraya Kaini anotsiviwa kakapetwa kanomwe.” Tenzi akaisa Kaini rupawo kuitira kuti munhu anenge azomuona arege kumuuraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 4