Genesisi 43:30
Genesisi 43:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Adumbirwa pakuona kwake mununʼuna wake, Josefa akakurumidza kubuda uye akatsvaka nzvimbo paangachema ari. Akapinda muimba yake yomukati akandochema ari imomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 43Genesisi 43:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Josefa akakurumidza, nokuti mwoyo wake wakachema mun'una wake, akatsvaka paangachema; akapinda muimba yake yomukati, akachemapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 43Genesisi 43:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 43