Genesisi 49:22-23
Genesisi 49:22-23 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Josefa iɗaʋi rinoɓereka, Iɗaʋi rinoɓereka patsime; Mataʋi ake anoɗarika madziro. Ʋafuri noʋuta ʋakamutambudza kwaɀo, Ʋakamufura, ʋakamuʋeŋga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 49Genesisi 49:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Josefa muzambiringa unobereka mazambiringa, unobereka uri pedyo netsime, matavi awo anokwira pamadziro. Neshungu vapfuri vanomurwisa; vanomupfura noruvengo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 49Genesisi 49:22-23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Josefa idavi rinobereka, Idavi rinobereka patsime; matavi ake anodarika madziro. Vapfuri nouta vakamutambudza kwazvo, Vakamupfura, vakamuvenga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 49