Genesisi 6:19
Genesisi 6:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Pamhando yoga yoga yezvinhu zvose zvipenyu unotora zviviri, chikono nechikadzi uende nazvo mungarava zvirarame pamwechete newe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Unofanira kuisa muareka zviviri zviviri pazvisikwa zvipenyu zvose, chikono nechikadzi, kuti zvirarame pamwe chete newe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Napazvipenyu zvose zvenyama uise muareka zviviri zviviri zvamarudzi ose, kuti zvirarame pamwechete newe; ngazvive mukono nehadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6