Genesisi 6:5
Genesisi 6:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akaona kuti uipi hwevanhu hwakanga hwanyanya kuwanda panyika. Akaonawo kuti twavaiswerofunga zuva rose mumwoyo yavo, hwaiva huipi hwoga hwoga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akaona kuti kuipa kwomunhu panyika kwakanga kuri kukuru sei, uye kuti ndangariro dzomwoyo wake dzakanga dzakaipa bedzi nguva dzose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jehovha wakaona kuti kuipa kwavanhu kwakanga kuri kukuru panyika, nendangariro dzokufunga kwemwoyo yavo dzakanga dzakaipa bedzi nguva dzose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6