Genesisi 6:6
Genesisi 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akazvidemba kuti akanga aita munhu panyika, uye mwoyo wake wakazara nokurwadziwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akazvidemba pamusoro pokuita kwake vanhu panyika, akava neshungu pamwoyo pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6