Genesisi 6:7
Genesisi 6:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tenzi akati, “Ndichatsakatisa panyika vanhu vandakasika, ivo vanhu nemhuka nezvinokambaira nezvinozvova napasi, neshiri dzedenga. Ndino urombo kuti ndakasika vanhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka Jehovha akati, “Ndichabvisa vanhu pamusoro penyika ivo vanhu vandakaisa, vanhu nemhuka, nezvisikwa zvinokambaira pamusoro pevhu, neshiri dzedenga, nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati, “Ndichaparadza vanhu vandakasika ndivabvise panyika vanhu, nemhuka, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6