Genesisi 6:9
Genesisi 6:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iyi ndiyo rondedzero yezvaNoa. Noa akanga ari munhu akarurama, asina chaanopomerwa pakati pavanhu venguva yake, uye akafamba naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6Genesisi 6:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakanga ari munhu wakarurama, asina mhosva mumarudzi ake; Noa wakafamba naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 6