Genesisi 7:11
Genesisi 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mugore ramazana matanhatu roupenyu hwaNoa, pazuva regumi namanomwe romwedzi wechipiri, pazuva iro zvitubu zvose zvapakadzika zvakatubuka, uye masuo amafashamu okudenga akazarurwa.
Genesisi 7:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pagore ramazana matanhatu roupenyu hwaNoa, nomwedzi wechipiri, nezuva regumi namanomwe romwedzi, nezuva iroro matsime ose apakadzikadzika akadziurwa, namawindo edenga akazarurwa
Genesisi 7:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nowa paakanga ava namazana matanhatu amakore mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechinomwe romwedzi iwoyo, ndiro zuva rakatubuka zvisipiti zvemvura zhinji yepasipasi penyika zvikapfachuka, mahwindo okudenga akazarurwa
Genesisi 7:11 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Pagore ramazana matanhatu roʋupenyu bgaNoa, nomŋedzi wecipiri, nezuʋa regumi namanomŋe romŋedzi, nezuʋa irero matsime ose apakadzika‐dzika akadziʋurwa, namawindi eɗeŋga akazarurwa
Genesisi 7:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)