Genesisi 7:23
Genesisi 7:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvinhu zvose zvipenyu zvaiva pamusoro penyika zvakaparadzwa, vanhu nemhuka, nezvisikwa zvinokambaira panyika neshiri dzedenga zvakaparadzwa kubva panyika. Noa bedzi ndiye akasiyiwa navaya vaiva naye muareka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvipenyu zvose, zvakanga zviri pasi pose, zvikaparadzwa, zvaiti, vanhu, nezvipfuwo, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; zvikaparadzwa panyika; Noa oga akasara, nezvakanga zviri muareka naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7Genesisi 7:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 7