Genesisi 9:16
Genesisi 9:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana muraraungu wamira mumakore, ndichauona ndigoyeuka chitenderano chokugara nokugara chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 9Genesisi 9:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pose panoonekwa muraravungu mumakore, ndichaona ndigorangarira sungano yangu isingaperi pakati paMwari nezvisikwa zvipenyu zvose zvemhando dzose panyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 9Genesisi 9:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Muraraungu uchavapo mugore; ndichautarira, kuti ndirangarire sungano isingaperi pakati paMwari nezvipenyu zvose zvenyama zviri panyika.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 9