Hagai 2:5
Hagai 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
‘Ndiro shoko resungano yandakaita nemi, nguva yamakabuda kubvira muIjipiti. Uye Mweya wangu uchagara pakati penyu. Musatya.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 2Hagai 2:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndiro shoko resungano yandakaita nemi, nguva yamakabuda Ijipiti, mweya wangu uchigere pakati penyu; regai kutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 2Hagai 2:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
sokukutsidzirai kwandakaita pamakabuda muIjipiti. Mweya wangu uri mamuri, musatye.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 2