Hagai 2:7
Hagai 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichazungunusa ndudzi dzose, uye zvinodikanwa nendudzi dzose zvichauya, uye ndichazadza imba ino nokubwinya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 2Hagai 2:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndichazunungusa ndudzi dzose; zvose zvinodikanwa nendudzi dzose zvichauya; ndichazadza imba ino nokubwinya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 2Hagai 2:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichazunza marudzi ose avanhu zvokuti upfumi hwamarudzi ose huchauya ndigozadza Temberi ino norunako,’ ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hagai 2