VaHebheru 1:10-11
VaHebheru 1:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anotizve, “Pakutanga, imi Ishe, makateya nheyo dzenyika, uye matenga ndiwo basa ramaoko enyu. Zvichaparara, asi imi mucharamba muripo; zvichasakara zvose senguo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 1VaHebheru 1:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uye, “Imi, Ishe, makateya nheyo dzenyika pakutanga, Nedenga ndiro basa ramaoko enyu; Iro richapera, asi imi mucharamba muripo; Richasakara rose senguo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 1VaHebheru 1:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Imi Tenzi makawarika ugaro hwapasi pose uye matenga ibasa ramaoko enyu. Izvi zvichaparara asi imi mucharamba muripo. Zvose zvichasakara sehanzu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 1