VaHebheru 10:22
VaHebheru 10:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ngatiswederei kuna Mwari nomwoyo wechokwadi nokutendeka kwakasimba kwazvo, nemwoyo yakasaswa kuti tinatswe kubva pahana yakaipa uye miviri yedu yakashambwa nemvura yakachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ngatiswedere nomwoyo wachokwadi, nokutenda kwakasimba, mwoyo yedu yasaswa kuti inatswe pahana yakaipa, nemiviri yedu yakashambidzwa nemvura yakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10VaHebheru 10:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ngatiswederei pedyo nomwoyo uri pachokwadi norudaviro rwakasimba mwoyo yedu yakasaswa isina chinorovesa hana nemiviri yakashambidzwa nemvura yakachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 10