VaHebheru 12:14
VaHebheru 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Itai zvose zvamungagona kuti muve vatsvene; pasina utsvene hapana munhu achaona Ishe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12VaHebheru 12:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tsvakai rugare navanhu vose, noutsvene, nokuti kunze kwahwo hakuna munhu achaona Ishe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12VaHebheru 12:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vavarirai kuva norugare navanhu vose uye kuva noutsvene hwokuti kana munhu asinahwo haakwanisi kuona Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12