VaHebheru 12:7
VaHebheru 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tsungai pamatambudziko sokurangwa; Mwari anokubatai imi savanakomana. Nokuti ndoupiko mwanakomana asingarangwi nababa vake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12VaHebheru 12:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tsungai henyu mwoyo kuti murangwe; Mwari anobata imi savanakomana; nokuti ndoupi mwanakomana asingarangwi nababa?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12VaHebheru 12:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tirirai zvinokutambudzai nokuti kana muchirangwa, Mwari anenge achikubatai savana. Nokuti ndibaba vapi vasingarangi mwana wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 12