VaHebheru 13:16
VaHebheru 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye musakanganwa kuita zvakanaka nokugoverana navamwe, nokuti Mwari anofadzwa nezvibayiro zvakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13VaHebheru 13:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi musakanganwa kuita zvakanaka nokugovana; nokuti Mwari anofara nezvibayiro zvakadai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13VaHebheru 13:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usakanganwe kuita zvinhu zvakanaka uye kugoverana navamwe zvaunazvo nokuti zvibayiro zvakadaro zvinofadza Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13