VaHebheru 13:2
VaHebheru 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13VaHebheru 13:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musakanganwa kuitira vaeni rudo; nokuti vachidaro vamwe vakagarisa vatumwa mumba, vasingazvizivi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13VaHebheru 13:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13