VaHebheru 13:5
VaHebheru 13:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musakarira mari pamagariro enyu uye mugutsikane nezvamunazvo, nokuti Mwari akati: “Handingatongokusiyei; handingatongokurasei.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13VaHebheru 13:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Musakarira mari pamugariro wenyu; tendai nezvamunazvo; nokuti iye amene akati, “Handingatongokuregeri, handingatongokusiyi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13VaHebheru 13:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usakarire mari. Gutsikana nezvaunazvo nokuti Mwari akati, “Handimbokushaisa chokubata kana kukusiya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 13