VaHebheru 2:1
VaHebheru 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka tinofanira kuteerera zvikuru, izvo zvatakanzwa, kuitira kuti tirege kutsauka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka tinofanira kuteerera zvikuru izvo zvatakanzwa, kuti tirege kukukurwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo tinofanira kunyatsobatisisa zvatanzwa, kuti tirege kurasika, tonanga mutome.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2