VaHebheru 2:17
VaHebheru 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuda kwemhaka iyi aifanira kuitwa sehama dzake munzira yose, kuitira kuti agova muprista mukuru ane tsitsi uye akatendeka muushumiri kuna Mwari, uye kuti ayananise vanhu nokuda kwezvivi zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo akafanira kuti aenzaniswe nehama dzake pazvinhu zvose, kuti ave mupristi mukuru ane ngoni, akatendeka pazvinhu zvaMwari, kuti adzikinure zvivi zvavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo, aifanira kuva sehama dzake muna zvose, kuti ave mupristi mukuru ane tsitsi, anotendeseka mubasa raMwari, anoripirawo zvitadzo zvavanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2