VaHebheru 2:9
VaHebheru 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi tinoona Jesu, akaitwa muduku zvishoma kuvatumwa, zvino ashongedzwa korona yokubwinya nokukudzwa nokuti akatambudzika murufu, kuitira kuti nenyasha dzaMwari anzwe rufu nokuda kwavose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi tinomuona, iye Jesu, akaitwa muduku zvishoma kuvatumwa, akashongedzwa korona yokubwinya nokukudzwa nokuda kwokutambudzika kworufu, kuti nenyasha dzaMwari anzwe rufu nokuda kwavose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2VaHebheru 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi tinoona Jesu, iye akamboitwa muduku panavatumwa kwechinguvana achidzikwa chiremba chembiri nokukudzwa, pamusana pamarwadzo erufu kuti anzwe chinonzi rufu nenyasha dzaMwari, achifira munhu wose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 2