VaHebheru 5:14
VaHebheru 5:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, vanokuziva kwakadzidziswa, nenzira yokurovedzwa, kuzivisisa zvakanaka nezvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5VaHebheru 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, avo vakazvidzidzisa nokuramba vachizviita, kutsaura zvakanaka kubva kune zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5VaHebheru 5:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chokudya chakasimba ndechevabve zano, vanepfungwawo dzakapingudzwa nokuramba vachiita zvinhu kuti vazive kutsaura zvakanaka kune zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5