VaHebheru 5:8-9
VaHebheru 5:8-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange zvake akanga ari mwanakomana, akadzidza kuteerera kubva pakutambudzika kwake uye akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5VaHebheru 5:8-9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kunyange aiva Mwanakomana, akadzidza kuteerera nezvaakatambudzika; akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5VaHebheru 5:8-9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii. Paakanga zvino, aitwa munhu akaruramisisa akazova musakisi woruponeso kuna vose vanomuteerera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 5