VaHebheru 6:10
VaHebheru 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari haazi asina kururama; haangakanganwi basa renyu norudo rwamakamuratidza pamaibatsira vanhu vake uye kuti muchiri kuramba muchivabatsira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6VaHebheru 6:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Mwari haazati ari usakarurama, angakanganwa basa renyu norudo rwamakaratidza nokuda kwezita rake, zvamakashumira vatsvene, muchivashumira nazvino.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6VaHebheru 6:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari haakundiki paruenzaniso. Hazviitiki kuti akanganwe basa renyu norudo rwamakatira vatsvene pamusana pake, sezvamuchiri kungoita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaHebheru 6